Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2014
Inoratidza magazini inowanika nyaya yacho
BHAIBHERI
BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
Ndairwa Hondo Yangu Ndega Yekurwisa Udzvinyiriri Uye Chisimba (A. Touma), 8/1
Vaipindura Mibvunzo Yose Vachishandisa Bhaibheri! (I. Lamela), 4/1
Vimbiso Yokuti Nyika Ichava Paradhiso Yakachinja Upenyu Hwangu! (I. Vigulis), 2/1
DZIMWEWO NYAYA
JEHOVHA
JESU KRISTU
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
Jehovha anorega vaKristu vachishaya zvokudya? (Pis 37:25; Mt 6:33), 9/15
Vachamutsirwa panyika “havazoroori kana kuroorwa” here? (Ru 20:34-36), 8/15
NYAYA DZOKUDZIDZA
Itira Vamwe Zvaunoda Kuti Vakuitirewo Paunenge Uchiparidza, 5/15
“Pfungwa Dzenyu Ngadzirambe Dziri Pazvinhu Zviri Kumusoro,” 10/15
Ramba Uchishumira Mwari Pasinei ‘Nematambudziko Mazhinji,’ 9/15
Zvatingaita Kuti Tirambe Tichishumira Jehovha Tichifara, 3/15