Hama nehanzvadzi dziri kuratidzana rudo kuMalawi
Mharidzo Dzekuenzanisira
●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
Mubvunzo: Tinoziva sei kuti kutambura kwatinoita hakusi kurangwa naMwari?
Rugwaro: Jak 1:13
Pekuzotangira: Nei tichitambura?
○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
Mubvunzo: Nei tichitambura?
Rugwaro: 1Jo 5:19
Pekuzotangira: Mwari anonzwa sei nekutambura kwatiri kuita?
○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
Mubvunzo: Mwari anonzwa sei nekutambura kwatiri kuita?
Rugwaro: Isa 63:9
Pekuzotangira: Zvii zvichaitwa naMwari kuti abvise kutambura kwatiri kuita?