2 Madzimambo 25:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Mukuru wevarindi akatorawo mupristi mukuru Seraya+ nomupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo+ vatatu; Jeremiya 21:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Iri ndiro shoko+ rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, Mambo Zedhekiya+ paakamutumira Pashuri+ mwanakomana waMarikija naZefaniya+ mwanakomana waMaaseya, mupristi, achiti: Jeremiya 52:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mukuru wevarindi akatorawo mupristi mukuru Seraya+ nomupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu,+
18 Mukuru wevarindi akatorawo mupristi mukuru Seraya+ nomupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo+ vatatu;
21 Iri ndiro shoko+ rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, Mambo Zedhekiya+ paakamutumira Pashuri+ mwanakomana waMarikija naZefaniya+ mwanakomana waMaaseya, mupristi, achiti:
24 Mukuru wevarindi akatorawo mupristi mukuru Seraya+ nomupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu,+