RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 78:38
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 Asi iye aiva nengoni;+

      Aivaregerera* kukanganisa kwavo orega kuvaparadza.+

      Aiwanzozvidzora pakushatirwa kwake+

      Pane kuvaratidza hasha dzake dzese.

  • Isaya 49:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Mudzimai angakanganwa mwana wake anoyamwa here,

      Kana kuti angarega kunzwira tsitsi mwanakomana waakabereka here?

      Kunyange kana vakadzi ava vakakanganwa, ini handizokukanganwi.+

  • Maraki 3:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 “Vachava vanhu vangu,”+ anodaro Jehovha wemauto, “pazuva randichaita kuti pave nepfuma inokosha.+ Ndichavanzwira tsitsi sezvinoita murume anonzwira tsitsi mwanakomana wake anomuteerera.+

  • Jakobho 5:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Munyengetero unopiwa nekutenda uchaporesa murwere wacho,* uye Jehovha* achamusimbisa. Uyewo kana aine zvivi zvaakaita, acharegererwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe