RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 132
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kusarudzwa kwaDhavhidhi uye kweZiyoni

        • “Musaramba muzodziwa wenyu” (10)

        • Vapristi veZiyoni vanopfekedzwa ruponeso (16)

Pisarema 132:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 20:1

Pisarema 132:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:2, 3

Pisarema 132:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:11

Pisarema 132:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tebhenekeri huru yeAne Simba waJakobho.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:2; 1Mad 8:17; 1Mak 15:3, 12; Mab 7:45, 46

Pisarema 132:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:12
  • +1Sa 7:1; 1Mak 13:6

Pisarema 132:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mutebhenekeri yake huru.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 43:3
  • +1Mak 28:2; Pis 5:7

Pisarema 132:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 10:35; 2Sa 6:17
  • +2Mak 6:41, 42

Pisarema 132:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:4; 2Mad 19:34

Pisarema 132:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:25; Pis 89:3, 4, 20, 36; Isa 9:7; Jer 33:20, 21; Mt 9:27; Ru 1:69; Mab 2:30, 31; 13:22, 23

Pisarema 132:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:19
  • +2Sa 7:12, 16; 1Mak 17:11, 12; Pis 89:20, 29

Pisarema 132:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 48:2, 3; 78:68; VaH 12:22
  • +Pis 87:2

Pisarema 132:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 46:5; Isa 24:23

Pisarema 132:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:26; 147:12, 14

Pisarema 132:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 149:4
  • +Pis 132:8, 9

Pisarema 132:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nyanga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:36; 15:4; 2Mak 21:7

Pisarema 132:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:6; 72:8; Isa 9:6; Zva 11:15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 132:11Sa 20:1
Pis. 132:22Sa 7:2, 3
Pis. 132:32Sa 5:11
Pis. 132:52Sa 7:2; 1Mad 8:17; 1Mak 15:3, 12; Mab 7:45, 46
Pis. 132:61Sa 17:12
Pis. 132:61Sa 7:1; 1Mak 13:6
Pis. 132:7Pis 43:3
Pis. 132:71Mak 28:2; Pis 5:7
Pis. 132:8Nu 10:35; 2Sa 6:17
Pis. 132:82Mak 6:41, 42
Pis. 132:101Mad 15:4; 2Mad 19:34
Pis. 132:111Mad 8:25; Pis 89:3, 4, 20, 36; Isa 9:7; Jer 33:20, 21; Mt 9:27; Ru 1:69; Mab 2:30, 31; 13:22, 23
Pis. 132:121Mak 29:19
Pis. 132:122Sa 7:12, 16; 1Mak 17:11, 12; Pis 89:20, 29
Pis. 132:13Pis 48:2, 3; 78:68; VaH 12:22
Pis. 132:13Pis 87:2
Pis. 132:14Pis 46:5; Isa 24:23
Pis. 132:15Pis 22:26; 147:12, 14
Pis. 132:16Pis 149:4
Pis. 132:16Pis 132:8, 9
Pis. 132:171Mad 11:36; 15:4; 2Mak 21:7
Pis. 132:18Pis 2:6; 72:8; Isa 9:6; Zva 11:15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 132:1-18

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza.

132 Haiwa Jehovha, yeukai Dhavhidhi

Nekutambura kwake kwese;+

 2 Kupika kwaakaita kuna Jehovha,

Mhiko yaakaita kune Ane Simba waJakobho achiti:+

 3 “Handizopindi mutende rangu, mumba mangu.+

Handizorari panzvimbo yandinorara, pamubhedha wangu;

 4 Handizobvumiri maziso angu kubatwa nehope,

Kana kubvumira maziso angu kutsimwaira,

 5 Kusvikira ndawanira Jehovha nzvimbo,

Pekugara pakanaka peAne Simba waJakobho.”*+

 6 Onai! Takanzwa nezvayo tiri muEfrata;+

Takaiwana musango.+

 7 Ngatipindei maanogara;*+

Ngatikotamei pachitsiko chetsoka dzake.+

 8 Simukai, haiwa Jehovha, muuye kunzvimbo yenyu yekuzororera,+

Imi neAreka yesimba renyu.+

 9 Vapristi venyu ngavapfeke kururama,

Uye vanhu venyu vakavimbika ngavapembere nemufaro.

10 Nekuda kwemushumiri wenyu Dhavhidhi,

Musaramba muzodziwa wenyu.+

11 Jehovha akapika kuna Dhavhidhi;

Haazoregi kuita zvaakataura paakati:

“Mumwe wevana vako,

Ndichamuisa pachigaro chako cheumambo.+

12 Kana vanakomana vako vakachengeta sungano yangu

Nezviyeuchidzo zvangu zvandinovadzidzisa,+

Vanakomana vavowo

Vachagara pachigaro chako cheumambo nekusingaperi.”+

13 Nekuti Jehovha akasarudza Ziyoni;+

Akarida kuti ariite nzvimbo yake yekugara achiti:+

14 “Iyi ndiyo nzvimbo yangu yekuzororera nekusingaperi;

Ndichagara pano,+ nekuti ndizvo zvandinoda.

15 Ndicharikomborera nezvekudya zvakawanda;

Ndichagutsa varombo varo nechingwa.+

16 Ndichapfekedza vapristi varo ruponeso,+

Uye vanhu varo vakavimbika vachapembera nemufaro.+

17 Ndichaita kuti simba* raDhavhidhi riwedzere imomo.

Ndakagadzirira muzodziwa wangu rambi.+

18 Ndichapfekedza vavengi vake nyadzi,

Asi korona iri mumusoro wake ichabudirira.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe