RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 149
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Rwiyo rwekurumbidza kukunda kwaMwari

        • Mwari anofarira vanhu vake (4)

        • Kukudzwa ndekwevanhu vaMwari vakavimbika (9)

Pisarema 149:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:3; 96:1; Isa 42:10; Zva 5:9
  • +Pis 22:22

Pisarema 149:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 100:3; Isa 54:5

Pisarema 149:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vachimuridzira rwiyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 11:34
  • +Eks 15:20; Pis 150:4

Pisarema 149:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 84:11
  • +Pis 132:16; Isa 61:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2021, p. 20

Pisarema 149:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:6

Pisarema 149:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 149:1Pis 33:3; 96:1; Isa 42:10; Zva 5:9
Pis. 149:1Pis 22:22
Pis. 149:2Pis 100:3; Isa 54:5
Pis. 149:3Vat 11:34
Pis. 149:3Eks 15:20; Pis 150:4
Pis. 149:4Pis 84:11
Pis. 149:4Pis 132:16; Isa 61:10
Pis. 149:5Pis 63:6
Pis. 149:9Dhe 7:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 149:1-9

Mapisarema

149 Rumbidzai Jah!*

Imbirai Jehovha rwiyo rutsva;+

Murumbidzei muungano yevanhu vakavimbika.+

 2 Israeri ngaafarire Muiti wake Mukuru;+

Vanakomana veZiyoni ngavafarire Mambo wavo.

 3 Ngavarumbidze zita rake vachitamba,+

Vachiimba vachimurumbidza,* vaine tambureni nerudimbwa.+

 4 Nekuti Jehovha anofarira vanhu vake.+

Anoshongedza vanyoro neruponeso.+

 5 Vakavimbika ngavafarire kwazvo kukudzwa kwavo;

Ngavashevedzere vachifara vari pamibhedha yavo.+

 6 Nziyo dzinorumbidza Mwari ngadzive pahuro dzavo,

Uye mapakatwa anocheka nekwese ngaave mumaoko avo,

 7 Kuti vatsive marudzi

Uye varange marudzi,

 8 Kuti vasunge madzimambo avo necheni

Uye vakuru vakuru vavo nezvisungo zvemumakumbo zvesimbi,

 9 Kuti vavape mutongo wakanyorwa nezvavo wavakatongerwa.+

Kukudzwa uku ndekwevanhu vake vese vakavimbika.

Rumbidzai Jah!*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe