RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 51
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wemunhu ari kupfidza zvivi zvake

        • Aiva nechivi kubva pakunambwa (5)

        • “Ndinatsei chivi changu” (7)

        • “Sikai mwoyo wakachena mandiri” (10)

        • Mwoyo wakapwanyika unofadza Mwari (17)

Pisarema 51:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 11:3

Pisarema 51:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:18; Pis 25:7; 41:4
  • +Pis 103:13; Zvi 28:13; Isa 43:25; 44:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, pp. 10-11

Pisarema 51:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:18; 1VaK 6:11
  • +VaH 9:13, 14; 1Jo 1:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 11

Pisarema 51:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mupfungwa dzangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:5; 40:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 11

Pisarema 51:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Imi chete ndimi wandakatadzira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 39:9; 2Sa 12:13
  • +2Sa 12:9; Pis 38:18
  • +VaR 3:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 11

Pisarema 51:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 14:4; VaR 3:23; 5:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 11

Pisarema 51:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:7; 2Mad 20:3; 1Mak 29:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, pp. 11-12

Pisarema 51:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 14:3, 4; VaH 9:13, 14
  • +Isa 1:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 12

Pisarema 51:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:2; 38:3; Isa 57:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 12

Pisarema 51:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vanzai.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:12; Isa 38:17
  • +Mik 7:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, pp. 12-13

Pisarema 51:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:39
  • +Eze 11:19; VaE 4:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2015, p. 14

    5/15/2007, p. 17

    6/1/2001, p. 30

    3/15/1993, p. 14

    2/15/1993, p. 21

Pisarema 51:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 14

Pisarema 51:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nditsigirei nemweya unoda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 21:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 9

    3/15/1993, pp. 14-15

Pisarema 51:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 2:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 15

Pisarema 51:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:6
  • +Pis 38:22; Isa 12:2; Zva 7:10
  • +Ne 9:33; Pis 35:28; 59:16; Dha 9:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 16

Pisarema 51:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:1; 109:30; VaH 13:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 16

Pisarema 51:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 21:3
  • +1Sa 15:22; Pis 40:6; Ho 6:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 16

Pisarema 51:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hamuzoshori.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 22:18, 19; 2Mak 33:13; Pis 22:24; 34:18; Zvi 28:13; Isa 57:15; Ru 15:22-24; 18:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 261-262

    Nharireyomurindi,

    12/1/1997, p. 11

    3/15/1993, pp. 16-17

Pisarema 51:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 11

    3/15/1993, pp. 17-18

Pisarema 51:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 14:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 51:mashoko ekusuma2Sa 11:3
Pis. 51:1Nu 14:18; Pis 25:7; 41:4
Pis. 51:1Pis 103:13; Zvi 28:13; Isa 43:25; 44:22
Pis. 51:2Isa 1:18; 1VaK 6:11
Pis. 51:2VaH 9:13, 14; 1Jo 1:7
Pis. 51:3Pis 32:5; 40:12
Pis. 51:4Ge 39:9; 2Sa 12:13
Pis. 51:42Sa 12:9; Pis 38:18
Pis. 51:4VaR 3:4
Pis. 51:5Job 14:4; VaR 3:23; 5:12
Pis. 51:61Sa 16:7; 2Mad 20:3; 1Mak 29:17
Pis. 51:7Re 14:3, 4; VaH 9:13, 14
Pis. 51:7Isa 1:18
Pis. 51:8Pis 6:2; 38:3; Isa 57:15
Pis. 51:9Mik 7:19
Pis. 51:9Pis 103:12; Isa 38:17
Pis. 51:10Jer 32:39
Pis. 51:10Eze 11:19; VaE 4:23
Pis. 51:12Pis 21:1
Pis. 51:13Mab 2:38
Pis. 51:14Ge 9:6
Pis. 51:14Pis 38:22; Isa 12:2; Zva 7:10
Pis. 51:14Ne 9:33; Pis 35:28; 59:16; Dha 9:7
Pis. 51:15Pis 34:1; 109:30; VaH 13:15
Pis. 51:16Zvi 21:3
Pis. 51:161Sa 15:22; Pis 40:6; Ho 6:6
Pis. 51:172Mad 22:18, 19; 2Mak 33:13; Pis 22:24; 34:18; Zvi 28:13; Isa 57:15; Ru 15:22-24; 18:13, 14
Pis. 51:19Ho 14:2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 51:1-19

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi, pakauya muprofita Natani kwaari pashure pekunge Dhavhidhi arara naBhati-shebha.+

51 Ndinzwirei nyasha, haiwa Mwari, maererano nerudo rwenyu rusingachinji.+

Dzimai zvitadzo zvangu maererano nekuwanda kwetsitsi dzenyu.+

 2 Nyatsondigezai kukanganisa kwangu,+

Uye ndichenesei pachivi changu.+

 3 Nekuti ndinonyatsoziva zvitadzo zvangu,

Uye chivi changu chinogara chiri pamberi pangu.*+

 4 Ndakanyanya kutadzira imi;*+

Zvandakaita pamberi penyu zvakaipa.+

Saka makarurama pamunotaura,

Mitongo yamunopa yakarurama.+

 5 Onai! Ndakaberekwa ndichikanganisa,

Uye amai vangu vakandinambira muchivi.+

 6 Onai! Munofarira chokwadi chiri mukati memunhu;+

Ndidzidzisei kuti ndive neuchenjeri mukati mangu.

 7 Ndinatsei chivi changu nehisopi, kuti ndichene;+

Ndigezei, kuti ndichene kupfuura chando.+

 8 Itai kuti ndinzwe manzwi ekufara uye ekupembera,

Kuti mapfupa amakapwanya afare.+

 9 Bvisai* chiso chenyu pazvivi zvangu,+

Uye dzimai kukanganisa kwangu kwese.+

10 Sikai mwoyo wakachena mandiri, haiwa Mwari,+

Muise mafungiro matsva mandiri,+ asingazununguki.

11 Regai kundirasira kure nemi;

Uye musanditorera mweya wenyu mutsvene.

12 Ndidzorerei mufaro weruponeso rwenyu;+

Itai kuti ndive nechido chekukuteererai.*

13 Ndichadzidzisa vadariki nzira dzenyu,+

Kuti vatadzi vadzoke kwamuri.

14 Ndiponesei pamhosva yekudeura ropa,+ haiwa Mwari, imi Mwari weruponeso rwangu,+

Kuti rurimi rwangu ruzivise nezvekururama kwenyu ruchifara.+

15 Haiwa Jehovha, vhurai miromo yangu,

Kuti muromo wangu uzivise kurumbidzwa kwenyu.+

16 Nekuti hamudi chibayiro, zvimwe ndingadai ndachipa;+

Hamufariri chibayiro chinopiswa.+

17 Zvibayiro zvinofadza Mwari ndiwo mweya wakaputsika;

Haiwa Mwari, hamuzorambi* mwoyo wakaputsika newakapwanyika.+

18 Itirai Ziyoni zvakanaka mukurifarira kwenyu;

Vakai masvingo eJerusarema.

19 Uye muchafadzwa nezvibayiro zvekururama,

Zvibayiro zvinopiswa uye mipiro inopiswa yese;

Mikono yemombe ichabva yabayirwa paatari yenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe