RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 142
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekukumbira kununurwa pavanhu vanotambudza

        • “Hapana kwandingatizira” (4)

        • ‘Ndimi mega wandiinaye’ (5)

Pisarema 142:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 22:1; 24:3; VaH 11:32, 38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2011, p. 10

Pisarema 142:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:2; 141:1

Pisarema 142:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:6; Jon 2:7; Mt 26:38, 39; Mk 15:34; VaH 5:7

Pisarema 142:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:3

Pisarema 142:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anondiziva.”

  • *

    Kana kuti “nezvemweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:11; 69:20
  • +1Sa 23:11

Pisarema 142:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Mugove wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2011, pp. 10-11

Pisarema 142:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 20:33; 23:26; 25:29

Pisarema 142:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Budisaiwo mweya wangu.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 142:mashoko ekusuma1Sa 22:1; 24:3; VaH 11:32, 38
Pis. 142:1Pis 28:2; 141:1
Pis. 142:2Pis 18:6; Jon 2:7; Mt 26:38, 39; Mk 15:34; VaH 5:7
Pis. 142:3Pis 139:3
Pis. 142:4Pis 31:11; 69:20
Pis. 142:41Sa 23:11
Pis. 142:5Zvi 18:10
Pis. 142:61Sa 20:33; 23:26; 25:29
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 142:1-7

Mapisarema

Maskiri.* Rwiyo rwaDhavhidhi paaiva mubako.+ Munyengetero.

142 Ndinodana kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndibatsirwe;+

Ndinochema nenzwi rangu kuna Jehovha kuti ndinzwirwe nyasha.

 2 Ndinodururira zvinondinetsa pamberi pake;

Ndinotaura nhamo dzangu pamberi pake+

 3 Panopera simba rangu mukati mangu.

Munobva matarisa mugwagwa wangu.+

Munzira yandinofamba nayo,

Vanovanza chiteyeso kuti vandibate.

 4 Tarisai kuruoko rwangu rwerudyi muone

Kuti hapana kana ane basa neni.*+

Hapana kwandingatizira;+

Hapana kana anombofungawo nezvangu.*

 5 Ndinodana kwamuri, haiwa Jehovha, kuti mundibatsire.

Ndinoti: “Ndimi nzvimbo yangu yekupotera,+

Nzvimbo yega yandiinayo* munyika yevapenyu.”

 6 Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa,

Nekuti ndaderedzwa zvikuru.

Ndinunurei pavatambudzi vangu,+

Nekuti vakasimba kundipfuura.

 7 Ndibudiseiwo* mujeri repasi

Kuti ndirumbidze zita renyu.

Vakarurama ngavandiunganire

Nekuti munondiitira zvakanaka.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe