RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 102
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wemunhu apererwa ari kudzvinyirirwa

        • “Ndakaita seshiri iri yega” (7)

        • “Mazuva angu ari kuita semumvuri uri kupera” (11)

        • “Jehovha achavakazve Ziyoni” (16)

        • Jehovha aripo nekusingaperi (26, 27)

Pisarema 102:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achipera simba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 61:2; 142:2

Pisarema 102:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:1; Dha 9:17
  • +Eks 2:23

Pisarema 102:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kotamai mundinzwewo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:9; Mari 1:20
  • +Pis 143:7; Isa 65:24

Pisarema 102:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 1:13

Pisarema 102:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 143:4

Pisarema 102:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 19:20; Zvi 17:22
  • +Pis 6:6; 38:8

Pisarema 102:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “sedhadha remuromo murefu.”

Pisarema 102:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Ndaondoroka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, p. 16

Pisarema 102:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanondiita benzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:11; 74:10; 79:4

Pisarema 102:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 3:15
  • +Pis 80:5

Pisarema 102:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “semumvuri uri kureba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 39:5
  • +Job 14:1, 2; Pis 102:4

Pisarema 102:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zita renyu richagara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:2
  • +Eks 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, p. 16

Pisarema 102:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 49:15
  • +Isa 60:10
  • +Ezr 1:1, 2; Isa 40:2; Dha 9:2

Pisarema 102:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 2:3; Pis 137:5
  • +Pis 79:1

Pisarema 102:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:3; Zek 8:22

Pisarema 102:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 147:2; Jer 33:7
  • +Isa 60:1

Pisarema 102:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 9:20, 21
  • +Pis 22:24

Pisarema 102:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vasikwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:4; VaR 15:4

Pisarema 102:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:9

Pisarema 102:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:7; Isa 61:1
  • +2Mak 33:12, 13; Pis 79:11

Pisarema 102:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:13, 14; 22:22; Isa 51:11

Pisarema 102:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 11:10; 49:22; 60:3

Pisarema 102:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:2; Ha 1:12; Zva 1:8

Pisarema 102:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 8:3; Isa 48:13; VaH 1:10-12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2011, p. 27

    1/1/2006, p. 30

    Kukurukurirana, p. 374

Pisarema 102:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2018, p. 6

    Nharireyomurindi,

    7/1/2011, pp. 24, 27-28

    4/1/2008, pp. 11-12

    1/1/2006, p. 30

Pisarema 102:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 36:26; Mar 3:6; Jak 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, p. 16

    7/1/2011, p. 27

Pisarema 102:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 66:22

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 102:mashoko ekusumaPis 61:2; 142:2
Pis. 102:1Pis 55:1; Dha 9:17
Pis. 102:1Eks 2:23
Pis. 102:2Pis 27:9; Mari 1:20
Pis. 102:2Pis 143:7; Isa 65:24
Pis. 102:3Mari 1:13
Pis. 102:4Pis 143:4
Pis. 102:5Job 19:20; Zvi 17:22
Pis. 102:5Pis 6:6; 38:8
Pis. 102:7Pis 38:11
Pis. 102:8Pis 31:11; 74:10; 79:4
Pis. 102:9Mari 3:15
Pis. 102:9Pis 80:5
Pis. 102:11Pis 39:5
Pis. 102:11Job 14:1, 2; Pis 102:4
Pis. 102:12Pis 90:2
Pis. 102:12Eks 3:15
Pis. 102:13Isa 49:15
Pis. 102:13Isa 60:10
Pis. 102:13Ezr 1:1, 2; Isa 40:2; Dha 9:2
Pis. 102:14Ne 2:3; Pis 137:5
Pis. 102:14Pis 79:1
Pis. 102:15Isa 60:3; Zek 8:22
Pis. 102:16Pis 147:2; Jer 33:7
Pis. 102:16Isa 60:1
Pis. 102:17Dha 9:20, 21
Pis. 102:17Pis 22:24
Pis. 102:18Pis 78:4; VaR 15:4
Pis. 102:192Mak 16:9
Pis. 102:20Eks 3:7; Isa 61:1
Pis. 102:202Mak 33:12, 13; Pis 79:11
Pis. 102:21Pis 9:13, 14; 22:22; Isa 51:11
Pis. 102:22Isa 11:10; 49:22; 60:3
Pis. 102:24Pis 90:2; Ha 1:12; Zva 1:8
Pis. 102:25Pis 8:3; Isa 48:13; VaH 1:10-12
Pis. 102:27Job 36:26; Mar 3:6; Jak 1:17
Pis. 102:28Isa 66:22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 102:1-28

Mapisarema

Munyengetero wemunhu akadzvinyirirwa paanenge akaora mwoyo,* odururira zvinomunetsa pamberi paJehovha.+

102 Haiwa Jehovha, inzwai munyengetero wangu;+

Kuchemera kwangu kubatsirwa ngakusvike kwamuri.+

 2 Musandivanzira chiso chenyu pandinenge ndichitambudzika.+

Rerekerai nzeve yenyu kwandiri;*

Ndipindureiwo nekukurumidza pandinoshevedzera.+

 3 Nekuti mazuva angu ari kunyangarika seutsi,

Uye mapfupa angu asviba kuti ndo-o sechoto.+

 4 Mwoyo wangu warohwa nezuva seuswa uye wasvava,+

Nekuti ndinokanganwa kudya zvekudya zvangu.

 5 Mapfupa angu anamatirana nenyama yangu+

Nemhaka yekugomera kwangu.+

 6 Ndava sedhadha* remusango;

Ndafanana nekazizi kari mumatongo.

 7 Ndinorara ndakasvinura;*

Ndakaita seshiri iri yega iri padenga remba.+

 8 Vavengi vangu vanoswera vachindishora.+

Vaya vanondizvidza* vanotuka vachishandisa zita rangu.

 9 Nekuti ndinodya madota sechingwa,+

Uye chinwiwa changu chinosanganiswa nemisodzi,+

10 Pamusana pekutsamwa kwenyu nehasha dzenyu,

Nekuti makandisimudza mukazongondirasira kure.

11 Mazuva angu ari kuita semumvuri uri kupera,*+

Uye ndiri kusvava seuswa.+

12 Asi imi munoramba muriko nekusingaperi, haiwa Jehovha,+

Uye mbiri yenyu ichagara* kwezvizvarwa zvese.+

13 Chokwadi muchasimuka monzwira Ziyoni tsitsi,+

Nekuti yava nguva yekuti murinzwire nyasha;+

Nguva yacho yasvika.+

14 Nekuti vashumiri venyu vanofarira matombo aro+

Uye vanoda kunyange guruva raro.+

15 Marudzi achatya zita raJehovha,

Uye madzimambo ese epanyika achatya kubwinya kwenyu.+

16 Nekuti Jehovha achavakazve Ziyoni;+

Achaoneka achibwinya.+

17 Achateerera munyengetero wevanoshayiwa;+

Haazoshori munyengetero wavo.+

18 Izvi zvakanyorerwa chizvarwa chichauya,+

Kuti vanhu vasati vaberekwa* vazorumbidza Jah.

19 Sezvo achitarisa pasi ari munzvimbo yake tsvene yakakwirira,+

Jehovha anoona nyika ari kumatenga,

20 Kuti anzwe kugomera kwemusungwa,+

Kuti asunungure vaya vakatongerwa rufu,+

21 Kuti zita raJehovha rizoziviswa muZiyoni+

Uye kurumbidzwa kwake muJerusarema,

22 Panoungana marudzi neumambo

Kuti vashumire Jehovha.+

23 Akanditorera simba rangu nguva isati yakwana;

Akadimburira mazuva angu.

24 Ndakati: “Haiwa Mwari wangu,

Musandiparadza ndava pakati peupenyu hwangu,

Imi mune makore anoramba aripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

25 Makavaka nheyo dzenyika kare kare,

Uye matenga ibasa remaoko enyu.+

26 Zvichaparara, asi imi mucharamba muripo;

Zvichasakara senguo.

Muchazvitsiva sezvinongoitwa zvipfeko, uye zvichapfuura.

27 Asi imi munoramba makadaro, uye makore enyu haazomboperi.+

28 Vana vevashumiri venyu vachagara vakachengeteka,

Uye vana vavo vachasimbiswa kwazvo pamberi penyu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe