Peji Yepiri
Rudzidziso Rwava Pedyo Nomugumo Warwo Here? 3-9
Kuwedzera kwemisi ichangobva kupfuura iyi kwokutenda kworudzidziso munyika yose kunopa chiono chinonyengera cheizvo nguva yemberi inacho chaizvoizvo nokuda kworudzidziso. Bhaibheri rinofanozivisei?
Kuti Ndikurukure Nemwana Wangu, Ndakadzidza Mumwe Mutauro 10
Vamwe amai vanorondedzera denho yavakatarisana nayo pashure pokunge vaziva kuti mwana wavo akanga ari matsi.
Midzanga—Unoiramba Here? 28
Uko kwaichimbova kunodiwa zvikuru nekuri mufashoni, kusvuta kwava kushorwa. Nei kuchifanira kurambwa?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
BUTIRO: Maoko: Drawings of Albrecht Dürer/Dover Publications, Inc.