Ratidziro Yevhoriyamu 77 yeMukai!
MARI NEBASA
Urovha, 3/8
MHUKA NEZVIRIMWA
Kufunda Bhaibheri—Munzvimbo Inochengeterwa Mhuka!, 3/8
Marudzi Ari Mungozi Yokutsakatika, 8/8
Mashizha Emufarinya, 7/8
Mhesvi, 6/8
Nhunzi Dzinosemesa Idzodzo, 4/8
Zvinyamututa zvomuAfrica, 3/8
MURANGARIRO WEBHAIBHERI
Apo Unotadzira Vamwe, 2/8
Chirango Cherufu, 3/8
Dziviriro yaMwari, 4/8
Inhungamiro Yaani Yaunogona Kuvimba Nayo?, 11/8
Kudzinga, 9/8
Kupemberera Madyo Omufaro, 6/8
Kutamba, 5/8
Kuzviisa Pasi Kwomudzimai, 12/8
MaUFO, 7/8
Maria “Mai vaMwari”, 1/8
Rudo Runobatanidza, 10/8
Unofanira Kutya Vakafa Here?, 8/8
NHAU DZAKASIYANA-SIYANA
Kuvandudza Yeuko Yako, 4/8
Mazororo, 7/8
Ngwarira Kusafarira Kurava, 2/8
Umhandara—Nei?, 9/8
Zvidzivirire Umene Pamheni!, 3/8
NHAU DZENYIKA NEMAMIRIRO
Apo Hondo Dzinenge Dzisisipozve, 5/8
Hurumende Inogona Here Kugumisa Utsotsi?, 10/8
Kugadzira Mari Yokunyepedzera—Chinetso Chenyika Yose, 4/8
Kunetswa Mune Zvevatano—Chinetso Chenyika Yose, 6/8
Ngwavaira Dzomusikirwo—Kubetsera Mwana Kugonana Nadzo, 7/8
“Nhevedzo Yenyika Itsva”—Yakava Namavambo Akashata 8/8
Njodzi Yavapoteri, 9/8
Nyika Isina Motokari Here?, 6/8
Pasi Redu Riri Kutyisidzirwa, 1/8
Rusununguko Rwokutaura, 8/8
NYIKA NAVANHU
MaIndia ekuAmerica, 9/8
Nzanga Iri Pamatanda Akamiswa (Benin), 10/8
“Roorano Yetsika” muGhana, 12/8
RUDZIDZISO
Kufunda Bhaibheri—Munzvimbo Inochengeterwa Mhuka!, 3/8
Kurukurirano Nenzvimbo Yemidzimu, 12/8
Rudzidziso Ruchiri Runokosha Here?, 4/8
Rudzidziso Rwava Pedyo Nomugumo Here?, 11/8
Shanyo yaPapa kuUN—Chii Chayakaita?, 7/8
SAYENZI
Chisiko Chose Chinotyisa, 2/8
Wakamboona Kupenya Kwegirini Here? (Kunyura Kwezuva), 6/8
UKAMA HWAVANHU
Kubva Kumashoko Anokuvadza Kuenda Kumashoko Anoporesa, 11/8
Kunetswa Mune Zvevatano, 6/8
Kurera Mwana Asiri Wako, 5/8
Kuti Ndikurukure Nemwana Wangu, Ndakadzidza Mumwe Mutauro (Matsi), 11/8
Musha Wenyika Yose asi Uchiri Wakakamuka, 7/8
Ndiani Anofanira Kusarudza Ukuru Hwemhuri?, 10/8
Ndiani Waunogona Kuvimba?, 2/8
Tinozvidavirira Nokuda Kwezviito Zvedu Here?, 10/8
UTANO NOMUSHONGA
AIDS muAfrica—ChiKristudhomu Chine Mhaka Kusvikira Kuukuru Hwakadini?, 5/8
Hosha Yemwoyo, 12/8
Kutarisana Nemamiriro Ezvinhu Anoda Kurumidziro Ezvokurapa (Kurasikirwa Negumbo), 7/8
Mhesvi, 6/8
Midzanga—Unoiramba Here?, 11/8
Shandisa Mishonga Nokuchenjera, 10/8
Utano Nemhoteredzo, 4/8
Vhairasi Inouraya Inorovanya Zaire, 5/8
VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI
Dzimwe Pwere Dziine Mufaro Wose, 8/8
Fodya Isina Utsi—Haikuvadzi Here?, 5/8
Kana Shamwari Ikapinda Muchinetso, 2/8
Mitambo YeTimu, 3/8, 4/8
Mitambo Yekombiyuta Neyevhidhiyo, 9/8
Ndinogona Sei Kuva Nenguva Inofadza?, 10/8
Nei Mwari Achirega Zvinhu Zvakashata Zvichiitika?, 11/8
Nei Ndisingagoni Kuchengeta Shamwari?, 6/8
Nei Ndisingagoni Kudzidza?, 7/8
Rock Yokutsiva, 12/8
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Akachinja Zvinhu Zvake Zvokutanga (J. Sorensen), 8/8
Chipupuriro Kukutenda Kwavo (Ruparadziko Rukuru rweNazi), 6/8
Kusvasvavira Namaoko Anoita Zviratidzo (Kokorodzano Dzeruva Nokuda Kwematsi), 4/8
Kutarisana Nemamiriro Ezvinhu Anoda Kurumidziro Ezvokurapa, 7/8