RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w10 1/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
w10 1/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

January 15, 2010

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

March 1-7, 2010

Nei Uchifanira Kuzvitsaurira Kuna Jehovha?

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 7, 106

March 8-14, 2010

Kuva Munhu waJehovha––Mutsa Usina Kukodzera Kuwanwa

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 62, 107

March 15-21, 2010

Ratidza Kuti Uri Muteveri Chaiye waKristu

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 40, 84

March 22-28, 2010

Kutonga kwaSatani Hakumbofi Kwakabudirira

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 132, 133

March 29, 2010–April 4, 2010

Kutonga kwaJehovha Kwaratidza Kuti Kwakarurama!

PEJI 28

NZIYO DZICHAIMBWA: 108, 14

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 3-11

Nyaya idzi dzinoongorora kuti chii chinonzi kuzvitsaurira kuna Jehovha uye nei zvichikosha kuti munhu atore danho iroro. Tichakurukurawo kuti nei tichigona kuva nechivimbo chokuti tichakwanisa kuita zvatinotarisirwa kuita naJehovha. Uyezve tichaziva zvikomborero zvinowanikwa nevaya vanozvitsaurira kuna Jehovha.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 12-16

Nyaya ino inokurukura nzira shanu dzatingatevedzera nadzo Kristu. Kana tichidaro ticharatidza kuti tiri vateveri vaKristu vechokwadi, uye tichakwanisa kubatsira vanhu vakafanana nemakwai kuti vazive kuti ungano yevaKristu vechokwadi ndeipi.

NYAYA DZOKUDZIDZA 4, 5 MAPEJI 24-32

Nyaya yechina inokurukura kuti chii chaita kuti kutonga kwevanhu pasina Mwari kusabudirira uye kuti kwaratidza sei kuti kutonga kwaJehovha ndiko kwakanakisisa. Yechishanu inokurukura kuti tingaratidza sei kuti tinobvuma utongi hwaJehovha.

DZIMWEWO NYAYA:

Batsirai Vana Venyu Kukunda Matambudziko Avo Akawanda 16

Kudza Mwari Zuva Rimwe Nerimwe Roupenyu Hwako 21

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe