Zviri Mukati
May 15, 2012
© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA
JULY 2-8, 2012
Unonyatsokoshesa Chipo chaMwari Chewanano Here?
PEJI 3 • NZIYO: 87, 75
JULY 9-15, 2012
Ita Zvose Zvaunogona Kuti Imba Yenyu Isaparare
PEJI 8 • NZIYO: 36, 69
JULY 16-22, 2012
Vimba naJehovha Mwari ‘Wenguva Nemwaka’
PEJI 17 • NZIYO: 116, 135
JULY 23-29, 2012
Uri Kuratidza Kubwinya kwaJehovha Here?
PEJI 23 • NZIYO: 93, 89
CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 3-12
Nyaya idzi dzinopa zvikonzero zvine musoro zvokuti tishandise mazano aJehovha panyaya yewanano. Dzichaita kuti kuonga kwatinoita chipo chaMwari chewanano kuwedzere. Uyewo dzinoratidza kukosha kwokuva nemaonero akanaka kana zvinhu zvava kunetsa mumba uye dzinoratidza kuti kushandisa mazano eMagwaro kunogona kuita kuti vakaroorana vafare.
NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 17-21
Nyaya iyi inoratidza kuti Jehovha anonyatsochengeta nguva. Kuidzidza kuchasimbisa kuvimba kwatinoita naye uye neShoko rake Bhaibheri. Ichaitawo kuti tiwedzere kutsunga kushandisa nguva yedu nokuchenjera sezvatinomirira nechivimbo kuponeswa naJehovha.
NYAYA YOKUDZIDZA 4 MAPEJI 23-27
Kunyange zvazvo tichida Mwari, tiri vanhu vane zvivi. Asi tine chido chokuratidza kubwinya kwaJehovha. Nyaya ino inotsanangura kuti tingazviita sei. Inoratidza zvatinofanira kuita kuti titevedzere Mwari uye timufadze. (VaEf. 5:1) Inotaurawo zvatingaita kuti tirambe tichimukudza.
DZIMWEWO NYAYA
13 Ndaishamwaridzana Nevanhu Vakura Vakachenjera
22 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
28 “Chenjererai Mbiriso yevaFarisi”
31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu
KAVHA: Panomira marori muToulouse, France, mapiyona maviri achiparidzira vatyairi vemarori. Marori anopfuura 1 800 anobva munyika dzakasiyana-siyana dzokuEurope anopfuura nomuguta iri zuva rega rega
FRANCE
VAGARI VEMO
62 787 000
VAPARIDZI
120 172
KUWEDZERA KWEMAPIYONA MUMAKORE MASHANU APFUURA
119%