RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 4/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 4/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

April 15, 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

NYAYA DZICHADZIDZWA

JUNE 3-9, 2013

Nyatsobatsirwa Nokuverenga Bhaibheri

PEJI 7 • NZIYO: 114, 113

JUNE 10-16, 2013

Batsirwa Uye Batsira Vamwe neShoko raMwari

PEJI 12 • NZIYO: 37, 92

JUNE 17-23, 2013

‘Ivai Nechokwadi Chezvinhu Zvinonyanya Kukosha’

PEJI 22 • NZIYO: 70, 98

JUNE 24-30, 2013

‘Tisaneta’

PEJI 27 • NZIYO: 129, 63

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Nyatsobatsirwa Nokuverenga Bhaibheri

▪ Batsirwa Uye Batsira Vamwe neShoko raMwari

Pauro akanyora kuti “shoko raMwari ibenyu uye rine simba.” (VaH. 4:12) Asi simba iroro richangotibatsira kana tikadzidza Shoko raMwari rakafemerwa uye tikashandisa zvarinodzidzisa. Nyaya idzi dzicharatidza nzira yakanaka yokudzidza Bhaibheri uye dzicharatidza kubvumira kwatingaita uchenjeri hunobva kuna Mwari kuti hutibatsire muushumiri uye muupenyu hwedu.

▪ ‘Ivai Nechokwadi Chezvinhu Zvinonyanya Kukosha’

▪ ‘Tisaneta’

Takaropafadzwa kuva musangano raMwari rinoshamisa riri kudenga nepanyika. Asi tinganyatsotsigira sei zvariri kuita mazuva ano? Chii chichatibatsira kuti tirambe tichifambirana nesangano raJehovha uye kuti tisaneta? Nyaya idzi dzichatsanangura izvozvo.

DZIMWEWO NYAYA

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuMexico

17 Makore 50 Ebasa Renguva Yakazara Pedyo neArctic Circle

32 Waizviziva Here?

KAVHA: Muungano dzakawanda, hama dzinosangana na7:30 mangwanani, uye pamwe pacho dzinotokurumidza, kuti dziite basa rokuparidza. Dzinoshandisa mikana yose kuti dzipupurire vanhu mumigwagwa

NEPAL

VAGARI VEMO

26 620 809

VAPARIDZI

1 667

VADZIDZI VEBHAIBHERI

3 265

[Girafu riri papeji 2]

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe