Zviri Mukati
April 15, 2015
© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
JUNE 1-7, 2015
Vakuru, Munoona Sei Basa Rokudzidzisa Dzimwe Hama Muungano?
PEJI 3 • NZIYO: 123, 121
JUNE 8-14, 2015
Vakuru Vanodzidzisa Sei Vamwe Kuita Mabasa Muungano?
PEJI 9 • NZIYO: 45, 70
JUNE 15-21, 2015
Ushamwari Hwako naJehovha Hwakasimba Zvakadii?
PEJI 19 • NZIYO: 91, 11
JUNE 22-28, 2015
PEJI 24 • NZIYO: 106, 49
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Vakuru, Munoona Sei Basa Rokudzidzisa Dzimwe Hama Muungano?
▪ Vakuru Vanodzidzisa Sei Vamwe Kuita Mabasa Muungano?
Nei zvichikosha kuti vakuru vadzidzise hama kuita mabasa muungano? Inzira dzipi dzokudzidzisa dzinobudirira? Vakuru uye vaya vanenge vachidzidziswa vangadzidzei kuna Samueri, Eriya, naErisha? Mhinduro dzacho dziri munyaya mbiri idzi.
▪ Ushamwari Hwako naJehovha Hwakasimba Zvakadii?
▪ Vimba naJehovha Nguva Dzose!
Kuva neushamwari hwakasimba naJehovha kuchatibatsira kutsungirira miedzo. Nyaya dzino mbiri dzicharatidza kuti tingasimbisa sei ushamwari hwedu naJehovha nokugara tichikurukurirana naye uye tichivimba naye.
DZIMWEWO NYAYA
14 Kukomborerwa ‘Mumwaka Wakakodzera, Uye Unotambudza’
KAVHA: Mukuru ari kudzidzisa mushumiri anoshumira kuparidza munzvimbo inopfuura nevanhu vakawanda mumugwagwa unonzi Haiphong, muguta reKowloon
HONG KONG
VAGARI VEMO
7 234 800
VAPARIDZI
5 747
VANODZIDZA BHAIBHERI
6 382
180,000+
Zvingoro uye matafura zvinopfuura 180 000 zvakatengwa pachishandiswa hofisi yebazi yokuHong Kong zvikatumirwa kunyika dzakawanda