Yokudzidza
APRIL 2017
NYAYA DZOKUDZIDZA: MAY 29–JULY 2, 2017
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
ZAMBIA
Boka roushumiri riri kufarira kuenda kunoparidza muguta reLusaka, Zambia. Imba yoUmambo yacho inoita kuti zita raJehovha rirumbidzwe nekuti inobatwa zvakanaka
VAPARIDZI
183 586
VADZIDZI VEBHAIBHERI
415 706
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2016)
782 527
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa