RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/94 p. 7
  • Kuderedza Mumitengo Yamabhuku Namagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuderedza Mumitengo Yamabhuku Namagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
km 12/94 p. 7

Kuderedza Mumitengo Yamabhuku Namagazini

Mutumbi Unodzora wave uchipa nhau iyi ngwariro uye zvino tinokwanisa kukupai aya mashoko.

Kuvambira pana December 1, 1994 mitengo yakaderedzwa inotevera ichavamba kushanda. Hofisi yedu ichave ichinyorera mutumbi wenyu wavakuru udzame hwayo.

Pasi apa pakarongwa mitengo yezvimwe zvinhu:

Piy. Mup.

Magazini imwe: ,75 1,30

Kuzvinyoresa, kaviri  pamwedzi, 1 gore: 12,50 25,00

Kuzvinyoresa, kaviri  pamwedzi, 6 mwedzi: 6,50 12,50

Mabhuku emapeji 192: 3,75 5,00

Vechiduku Vanobvunza: 5,00 7,50

Kurarama, guru: 10,00 15,00

Kurarama, duku: 5,00 7,50

NW Translation (bi12): 15,00 20,00

Mabhurocha: 1,00 1,50

Mabhukw. emapeji 32: ,25 ,50

Mabhukw. emapeji 64: ,50 ,75

Tichirangarira uku kurangarira kwomutsa kwoMutumbi Unodzora, tinokurudzira vaparidzi vose vamashoko akanaka kushanda nokushingaira pakuita kuti mabhuku eSosaiti ave anowanika zvikuru kuna vose vari mundima dzedu. Tinoziva kuti Jehovha achakomborera mudzimu wamunoratidza.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe