RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/10 p. 7
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 29
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 29
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 3/10 p. 7

Purogiramu Yevhiki yaMarch 29

VHIKI INOTANGA NAMARCH 29

Rwiyo 93

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 2 ¶9-14

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 14-15

Nha. 1: 1 Samueri 14:24-35

Nha. 2: Zvatingaita Kuti Tiswedere Pedyo naJehovha (Jak. 4:8)

Nha. 3: Varume Vakachenjera, Vakatungamirirwa Nenyeredzi Kuenda Kwaiva naJesu Vaiva Vanaani? (rs-CA p. 216 ¶2-4)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 112

5 min: Zviziviso.

10 min: Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri. Zivisai musi wokutsvaka zvidzidzo zveBhaibheri. Bvunzurudzai muparidzi akabudirira kutanga kudzidza nevanhu Bhaibheri. Imharidzo dzipi dzave dzichibudirira mundima yenyu? Paanenge achishanyirazve vanhu vakaratidza kufarira chii chaasingakanganwi? Ngaaenzanisire imwe yemharidzo dzaanoshandisa.

10 min: Batsirawo Pabasa Guru Rokutsvaka Kuri Kuitwa! Hurukuro inobva mubhuku raTakarongwa, pamusoro unoti “Kutsvaka Vakakodzera,” papeji 95.

10 min: “Iva Mubatsiri Akanaka Pamunenge Muchiparidza Pasuo.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 76

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe