RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/10 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 5
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 5
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 3/10 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaApril 5

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 5

Rwiyo 2

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 2 ¶15-20, bhokisi riri pap. 23

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 16-18

Nha. 1: 1 Samueri 18:1-16

Nha. 2: Chii Chatinofanira Kufunga Nezvacho Patinenge Tichiongorora Zvinoitwa paKrisimasi? (rs-CA p. 217 ¶1-3)

Nha. 3: Nei Tichifanira Kutevera Nzira Yokugamuchira Vaeni Zvakanaka? (VaR. 12:13)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 124

5 min: Zviziviso.

10 min: Kana Saimba Akati, ‘Handitendi muna Mwari.’ Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku raKukurukurirana Tichishandisa Magwaro, mapeji 263-264.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Dzokerai Kunoona Vaya Vakaratidza Kufarira Vakapinda Chirangaridzo. Hurukuro. Taurai nhamba yevanhu vaivapo, uye rondedzerai zvakaitika zvine chokuita neChirangaridzo. Kurudzirai vose kuti vadzokere kune vakaratidza kufarira vakauya kuChirangaridzo uye vave nechinangwa chokutanga kudzidza navo Bhaibheri. Vanofanira kuvakokawo kuhurukuro inokosha ichazopiwa. Ivai nomuenzaniso womuparidzi anenge achikoka munhu anofarira kuti auye kuhurukuro inokosha.

Rwiyo 79

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe