Purogiramu Yevhiki yaMay 16
VHIKI INOTANGA NAMAY 16
Rwiyo 96 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 4 ¶1-4, bhokisi riri pap. 30 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 11-18 (10 min.)
Nha. 1: Pisarema 17:1-15 (4 min. kana asingasviki)
Nha. 2: Tinoratidza Sei Kuti Tinonamata Jehovha Oga?—VaR. 6:16, 17 (5 min.)
Nha. 3: Mazuva Ano, Vanhu vechiJudha Ndivo Here Vanhu Vakasarudzwa naMwari?—rs-CA p. 390 ¶2–p. 392 ¶3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Shandisa Mibvunzo Pakudzidzisa Zvinobudirira—Chikamu 1. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 236 kusvika papeji 237, ndima 2. Enzanisirai kwekanguva kadiki pfungwa imwe kana mbiri dziri pamapeji acho.
10 min: Nzira Dzokuparidza Nadzo Mashoko Akanaka—Kushanyazve. Hurukuro inobva mubhuku rinonzi Takarongwa, peji 96, ndima 4 kusvika papeji 97, ndima 2. Ivai nemuenzaniso mupfupi unoratidza mukuru ari kushanyirazve munhu akabvuma bhuku riri kugoverwa mwedzi uno.
10 min: “Ungaita Ushumiri Misi yeSvondo Here?” Mibvunzo nemhinduro.
Rwiyo 115 Nemunyengetero