RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/11 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 7/11 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaJuly 25

VHIKI INOTANGA NAJULY 25

Rwiyo 97 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 7 ¶1-8, bhokisi riri pap. 53 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 79-86 (10 min.)

Nha. 1: Pisarema 84:1–85:7 (4 min. kana asingasviki)

Nha. 2: Umambo hwaMwari Huchaita Kuti Zvisikwa Zvose Zvibatane Pakunamata Kwakachena—rs-CA p. 350¶5–p. 351 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Nei Madhimoni Ose Achitenda Kuti Kuna Mwari?—Jak. 2:19 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 70

5 min: Zviziviso. Taurai zvichagoverwa muna August, uye enzanisirai mharidzo imwe chete.

10 min: Kuparidza Pasinei Nematambudziko Outano. Kukurukurirana kubva muBhuku Regore reChirungu ra2011, papeji 64, ndima 1-2, uye peji 69, ndima 1. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.

20 min: “Magazini Edu Ane Nyaya Dzinofadza Vanhu Vakasiyana-siyana.” Mibvunzo nemhinduro. Mapedza kukurukura ndima 2, kurukurai kweminiti imwe chete zviri muAwake! yaAugust. Zvadaro kumbirai vateereri kuti vataure mibvunzo nemagwaro zvavangashandisa pakugovera kwacho, uye enzanisirai kuti Awake! ingagoverwa sei. Makurukura ndima 3, itai zvimwe chetezvo paNharireyomurindi yaAugust 1.

Rwiyo 134 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe