RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/11 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 22
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 22
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 8/11 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaAugust 22

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 22

Rwiyo 54 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 8 ¶8-16 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 106-109 (10 min.)

Nha. 1: Pisarema 109:1-20 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Umambo hwaMwari Huchaita Kuti Kururama Nokururamisira Zvipararire—rs-CA p. 353 ¶1-3 (5 min.)

Nha. 3: Tevedzera Muenzaniso waJehovha naJesu Pakuremekedza Vamwe (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 132

10 min: Zviziviso. “Kuda kwaMwari Ngakuitwe.” Mibvunzo nemhinduro. Zivisai zuva regungano chairo kana mava kuziva kuti richaitwa rini.

25 min: “‘Ungayambukira kuMakedhoniya’ Here?” Mibvunzo nemhinduro. Kana pane muparidzi akatamira kune imwe nyika nechinangwa chokuparidza mashoko akanaka, mubvunzurudzei.

Rwiyo 95 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe