RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/11 p. 7
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 29
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 29
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 8/11 p. 7

Purogiramu Yevhiki yaAugust 29

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 29

Rwiyo 33 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 8 ¶17-24, bhokisi riri pap. 67 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 110-118 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 128

10 min: Zviziviso. Shandisai mharidzo dzokuenzanisira dziri papeji 8 kuti muenzanisire kuti tingatanga sei kudzidza nemunhu Bhaibheri musi woMugovera wokutanga waSeptember, uye kurudzirai vose kuti vazviedze. Ipai sehurukuro pakutaura nyaya inoti “Govera Magazini Yekare Kana Kuti Bhurocha Rine Nyaya Inofadza Saimba.”

15 min: Kushingaira Pasinei Nokukwegura. Kukurukurirana muchishandisa Bhuku Regore reChirungu ra2011, peji 61, ndima 1-2; peji 67, ndima 1; uye peji 135, ndima 2, kusvika kupeji 136, ndima 1. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.

10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna September. Kukurukurirana. Dzokororai zviri mumagazini ose kweminiti imwe kana maviri. Zvadaro chisarudzai nyaya mbiri kana nhatu mokumbira vateereri kuti vataure mibvunzo nemagwaro zvavanogona kushandisa pakugovera. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

Rwiyo 122 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe