RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/11 p. 7
  • Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 8/11 p. 7

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

Mibvunzo inotevera ichakurukurwa paChikoro chaMwari Choushumiri muvhiki inotanga naAugust 29, 2011.

1. Mutsa waMwari worudo “uri nani kupfuura upenyu” pakudini? (Pis. 63:3) [w01-CA 10/15 p. 15 ndima 17]

2. Pisarema 70 rinoratidzei nezvaDhavhidhi? [w08-CA 9/15 p. 4 ndima 4]

3. Pisarema 75:5 iri kunyevera nezvei? [w06-CA 7/15 p. 11 ndima 3]

4. Ndepapi chaizvo patingatarisira kuti Jehovha ateerere minyengetero yedu? (Pis. 79:9) [w06-CA 7/15 p. 12 ndima 5]

5. ‘Zvinhu zvakavanzika’ zvinotaurwa pana Pisarema 90:7, 8 zvii? [w01-CA 11/15 p. 12 ndima 14-16]

6. Sezvinoratidzwa pana Pisarema 92:12-15, vakwegura vane basa ripi rinokosha muungano? [w04-CA 5/15 map. 13-14 ndima 15-18]

7. Paakanyora mashoko ari pana Pisarema 102:25-27, munyori wepisarema aipikisana nechinangwa chaMwari chisingaperi nokuda kwenyika here? (Gen. 1:28) [w08-CA 4/1 p. 12 ndima 1]

8. Chii chatinodzidza nezvokunzwisisa pana Pisarema 106:7? [w95-CA 9/1 p. 19 ndima 4–p. 20 ndima 2]

9. Maererano nePisarema 110:1, 4, Jehovha anoita mhiko yei nezveMwana akapikirwa, kana kuti Mesiya, uye izvi zvichaita sei kuti marudzi ose akomborerwe? [cl-CA p. 194 ndima 13]

10. Munyori wepisarema paakafungisisa kubatsirwa kwaakaitwa nokushumira Mwari, zvakaita kuti anzwe sei? (Pis. 116:12, 14) [w09-CA 7/15 p. 29 ndima 4-5]

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe