RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/11 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 5
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 5
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 8/11 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 5

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 5

Rwiyo 75 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 9 ¶1-7, bhokisi riri pap. 68, 70 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 119 (10 min.)

Nha. 1: Pisarema 119:49-72 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Magwaro Achikurudzira Kutya Jehovha? (Dheut. 5:29) 5 min.)

Nha. 3: Umambo hwaMwari Huchamutsa Vakafa—rs-CA p. 353 ¶4–p. 354 ¶1 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 111

5 min: Zviziviso.

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Verengai Mabasa 5:17-42. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri hwedu.

10 min: Zvomuungano Yenyu.

10 min: Semhuri Gadzirirai Kunoparidza. Kubvunzurudza uye muenzaniso. Bvunzurudzai mhuri mbiri, imwe ine vana neimwe isina kuti vari kuzviita sei pamanheru Okunamata Kwemhuri vachigadzirira kunoparidza. Pane vamabvunzurudza chikumbirai musoro wemhuri mumwe chete kuti aratidze maitiro avanozviita muchidimbu.

Rwiyo 88 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe