RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/12 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 23
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 23
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 1/12 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 23

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 23

Rwiyo 89 Nomunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 15 ¶13-20 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Isaya 38-42 (10 min.)

Nha. 1: Isaya 39:1–40:5 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Zvatinotarisira Muupenyu Hwomunguva Yemberi Zvichazadzika Sei?—rs-CA p. 360 ¶4–6 (5 min.)

Nha. 3: Dzidzo Inobva Kuna Mwari Inokosha Kupfuura Dzidzo Yenyika—VaF. 3:8 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 69

10 min: Zviziviso. Taurai zvichagoverwa muna February, uye itai kuti mharidzo imwe chete kana kuti mbiri dzienzanisirwe.

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Verengai Mako 10:17-30. Kurukurai kuti ndima idzi dzingatibatsira sei muushumiri.

15 min: “Paridzira ‘Vanhu Vemarudzi Ose.’” Mibvunzo nemhinduro. Kurukurai chinangwa chebhurocha rimwe nerimwe riri muwedzero. Chisarudzai mabhurocha maviri angabatsira vanhu vari mundima. Kurukurai zvinhu zviri mumabhurocha acho uye enzanisirai kuti rimwe nerimwe ringagoverwa sei.

Rwiyo 112 Nomunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe