Purogiramu Yevhiki yaJanuary 16
VHIKI INOTANGA NAJANUARY 16
Rwiyo 98 Nomunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 15 bhokisi riri pap. 121 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Isaya 34-37 (10 min.)
Nha. 1: Isaya 35:1-10 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Nei Zvakakodzera Kuti Tivimbe naJehovha?—Pis. 25:1-5 (5 min.)
Nha. 3: Tingava Sei Netariro Yokurarama Nokusingaperi?—rs-CA p. 360 ¶1-3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
15 min: Nzwisisa Maonero Eabvunza. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 66, ndima 1, kusvika kupeji 68, ndima 3. Ivai nomuenzaniso mupfupi wemuparidzi ari kutaura ari oga nezveangave maonero emunhu abvunza mubvunzo uye zvingave zvichimunetsa; muparidzi anobva apa mhinduro yakanaka.
15 min: Mufambiro Wenyu Ngauve Wakanaka Pakati Pemamwe Marudzi. (1 Pet. 2:12) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2011 reChirungu papeji 124, ndima 1-2, uye peji 150, ndima 1-6. Kumbirai vateereri kuti vataure zvavanenge vadzidza.
Rwiyo 97 Nomunyengetero