Purogiramu Yevhiki yaAugust 27
VHIKI INOTANGA NAAUGUST 27
Rwiyo 100 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt chits. 25 ¶14-21 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Ezekieri 35-38 (10 min.)
Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zviziviso. “Kugadziridzwa Kwemisangano Yemukati Mevhiki.” Hurukuro. Kana hurukuro yapera shandisai mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4, kuenzanisira kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei pachishandiswa magazini Mugovera wokutanga muna September.
15 min: Paridza Nenzira Inonzwisiswa. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 226-229. Enzanisirai pfungwa imwe chete kana kuti mbiri.
10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Ruka 10:1-4, 17 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri hwedu.
Rwiyo 57 Nemunyengetero