RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/12 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 24
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 24
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 9/12 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 24

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 24

Rwiyo 45 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 27 ¶1-9 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dhanieri 1-3 (10 min.)

Nha. 1: Dhanieri 2:17-30 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Ngirozi dzaMwari Dzakarongeka Here?—rs p. 330 ¶2–p. 331 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Tingaita Sei Kuti Tisashungurudza Mudzimu Mutsvene?—VaEf. 4:30 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 130

30 min: “Young People Ask—What Will I Do With My Life? (Chikamu 2)” Mibvunzo nemhinduro. Muminiti imwe chete, dzokororai zvakadzidzwa muvhiki rapera paChikamu 1. Pakupa mhedziso, rumbidzai vechiduku nekushanda nesimba kwavari kuita ‘pakuyeuka’ Jehovha vachiri vaduku. (Mup. 12:1) Vakurudzirei kuti varambe vaine pfungwa dzokuda kushandisa upenyu hwavo mubasa raJehovha.

Rwiyo 91 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe