Purogiramu Yevhiki yaMarch 31
VHIKI INOTANGA NAMARCH 31
Rwiyo 105 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 5 ¶1-8 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 1-6 (10 min.)
Nha. 1: Eksodho 2:1-14 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Kristu Achadzoka Zvisingaoneki Nemaziso Evanhu—rs p. 111 ¶3–p. 112 ¶2 (5 min.)
Nha. 3: Nguva Dzemarudzi Dzakaguma Rini?—td 24A (5 min.)
Musangano Webasa:
10 min: “Shandisa Magazini Ekare Zvakanaka.” Kukurukurirana. Udzai ungano nezvemagazini ekare aripo anogona kushandiswa nevaparidzi muushumiri. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika vachishandisa magazini ekare. Musati mapedza, kumbirai mutariri webasa kuti ataure kuti ungano iri kuita sei pakugovera mapepa okukokera vanhu kuChirangaridzo.
10 min: Zvomuungano yenyu.
10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Mateu 28:20 uye 2 Timoti 4:17 dziverengwe. Kurukurai kuti ndima idzi dzingatibatsira sei muushumiri.
Rwiyo 135 Nemunyengetero