Purogiramu Yevhiki yaSeptember 21
VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 21
Rwiyo 53 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 30 ¶19-23, bhokisi p. 309 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 2 Madzimambo 19-22 (8 min.)
Nha. 1: 2 Madzimambo 20:12-21 (3 min. zvichidzika)
Nha. 2: Zvakaipa Here Kushora Dzidziso Dzenhema?—td 4B (5 min.)
Nha. 3: Chii Chinonzi Chivi?—td 5A (5 min.)
Musangano Webasa:
Dingindira Remwedzi Uno: ‘Pupurira kwazvo mashoko akanaka.’—Mabasa 20:24.
10 min: Takaitei Mugore Rebasa ra2015? Hurukuro inopiwa nemutariri webasa. Dzokororai zvakaitwa neungano mugore rebasa rakapera. Simbisai zvakanaka zvakaitwa neungano, moirumbidza pane zvayakaita. Pedzisai nekutaura chinhu chimwe chete kana kuti zviviri zvinofanira kuvandudzwa neungano muushumiri mugore rino rebasa, motaura kuti ingavandudza sei.
10 min: Kupupurira Kwazvo Kunobatsira. Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2015, papeji 54, ndima 1; peji 56, ndima 2, kusvika kupeji 57, ndima 1; uye peji 63, ndima 2-4. Pamunenge mapedza kukurukura nyaya imwe neimwe, itai kuti vateereri vataure zvidzidzo zvirimo.
10 min: “Tevedzera Kutenda Kwavo.” Mibvunzo nemhinduro.
Rwiyo 81 Nemunyengetero