RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 February p. 7
  • February 29–March 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 29–March 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 February p. 7

February 29–March 6

ESTERI 1-5

  • Rwiyo 86 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Esteri Akadzivirira Vanhu vaMwari”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raEsteri.]

    • Es 3:5-9—Hamani aida kuti vanhu vaMwari vaparadzwe (ia 131 ¶18-19)

    • Es 4:11–5:2—Kutenda kwaEsteri kwainge kwakasimba zvekuti aisatya kufa (ia 125 ¶2; 134 ¶24-26)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Es 2:15—Esteri akaratidza sei kuti aiva nemwero uye aizvidzora? (w06 3/1 9 ¶7)

    • Es 3:2-4—Chii chingave chakaita kuti Modhekai arambe kukotamira Hamani? (ia 131 ¶18)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Es 1:1-15 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba bhurocha raTeerera Mwari. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu wawakapa bhurocha raTeerera Mwari, wokurukura naye peji 2-3. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Itisa chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa peji 4-5 yebhurocha raTeerera Mwari Urarame Nokusingaperi. Munhu waunenge uchidzidza naye uyu wakambomusiyira bhurocha raTeerera Mwari pawakaonana naye kekutanga. (km 7/12 2-3 ¶4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 71

  • Zvomuungano yenyu: (10 min.)

  • Uri Kubatsirwa Zvakadini Nemaitirwo Matsva Emusangano Uno Pamwe Chete nePurogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa?: (5 min.) Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure kubatsirwa kwavari kuitwa nemusangano uno mutsva. Munhu ngaataure kubatsirwa kwaari kuitwa iye pachake. Kurudzirai vose kuti vanyatsogadzirira kuti vanyatsobatsirwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 10 ¶1-11, uye bhokisi rakanzi “Nguva Yekusanaya Kwemvura Muzuva raEriya Yakanga Yakareba Sei?” (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe