PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MUPARIDZI 7-12
“Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”
Yeuka Musiki wako Mukuru nekushandisa simba rako pakumushumira uchiri mudiki
Vechidiki vakawanda vane utano uye simba zvokuti vanokwanisa kuita mabasa akaoma
Vechidiki vanofanira kushandisa nguva yavo nesimba mubasa raMwari vasati vakwegura