RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 November p. 7
  • Vechidiki​—Musanonoka Kupinda ‘Nepasuo Guru’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vechidiki​—Musanonoka Kupinda ‘Nepasuo Guru’
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Pwere—Ndedzipi Dziri Vavariro Dzenyu Dzomudzimu?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1997
  • Kuzadzisa Kwaungaita Zvinangwa Zvako Zvokunamata
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Shandisa Zvinangwa Zvokunamata Kukudza Musiki Wako
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Vechidiki, Muri Kuisa Pfungwa Pazvinangwa Zvekunamata Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 November p. 7

KURARAMA KWECHIKRISTU

Vechidiki​—Musanonoka Kupinda ‘Nepasuo Guru’

Zviri nyore kuti tifunge kuti ticharamba tiri vadiki uye kuti hatizosangani nematambudziko anouya nekukura munyika ino yaSatani. (Mup 12:1) Kana uri wechidiki, zvine musoro here kumboverengera uchiti uchazoti wotanga kuita zvaunenge wakaronga pakunamata zvakadai sebasa renguva yakazara?

Vanhu vose kusanganisira vechidiki, ‘vanowirwa nezviitiko zvisingafanoonekwi.’ (Mup 9:11) Hamuzivi “zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.” (Jak 4:14) Saka musanonoka kuita zvamunenge maronga mune zvekunamata nezvikonzero zvidiki diki. Pindai ‘nepasuo guru rebasa’ mukana wacho uchiripo. (1VaK 16:9) Hamuzombozvidembi.

Zvimwe zvamunogona kuita pakunamata:

  • Musikana ari kuparidzira achishandisa mutauro usiri wake

    Kuparidzira nemumwe mutauro

  • Hama nehanzvadzi dzechidiki dziri kupayona

    Kupayona

  • Hama nehanzvadzi dzechidiki dziri kupinda chikoro chesangano

    Kupinda zvikoro zvesangano

  • Hama nehanzvadzi dzechidiki dziri kuvaka

    Kuvaka

  • Hama yechidiki iri kushanda paBheteri

    Kushanda paBheteri

  • Hama yechidiki iri kushanda semutariri wedunhu

    Kuita basa remudunhu

Nyora zvaunoda kuzoita.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe