RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 November p. 8
  • November 28–December 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 28–December 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 November p. 8

November 28–December 4

RWIYO RWASOROMONI 1-8

  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ngatitevedzerei Musikana Mushuramiti”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma bhuku reRwiyo rwaSoromoni.]

    • Rwi 2:7; 3:5​—Mushuramiti akamirira wake chaiye waaizonyatsoda (w15 1/15 31 ¶11-13)

    • Rwi 4:12; 8:8-10​—Paainge akamirira, akaramba akavimbika uye achizvibata (w15 1/15 32 ¶14-16)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Rwi 2:1​—Kunze kwerunako rwake, chiizve chaiita kuti Mushuramiti ayemurwe? (w15 1/15 31 ¶13)

    • Rwi 8:6​—Nei rudo rwechokwadi rwuchinzi “murazvo waJah”? (w15 1/15 29 ¶3; w06 11/15 20 ¶7)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Rwi 2:1-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh​—Shandisa vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? pakusuma bhuku racho. (Asi usabva wamuratidza.)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh​—Koka munhu wacho kumusangano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 30-31 ¶8-9

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 115

  • “Vechiduku Vanobvunza Kuti​—Ndagadzirira Kufambidzana Nomumwe Munhu Here?”: (9 min.) Hurukuro inobva munyaya inoti “Vechiduku Vanobvunza Kuti​—Ndagadzirira Kufambidzana Nomumwe Munhu Here?”

  • Rudo Rwechokwadi Here Kana Kuti Harusi?: (6 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Rudo Rwechokwadi Here Kana Kuti Harusi?, uye kana yapera mokurukura navo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 4 ¶16-23, bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 34 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe