PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RWIYO RWASOROMONI 1-8
Ngatitevedzerei Musikana Mushuramiti
Chii chakaita kuti ave muenzaniso wakanaka kuvashumiri vaJehovha?
Akamirira wake chaiye
Vamwe pavaimufurira kuti adanane nemunhu wese wese iye akaramba
Aizvininipisa chaizvo uye aizvibata
Haana kutorwa mwoyo negoridhe kana kuti nemashoko anotapira
Zvibvunze kuti:
‘Chii chandingada kutevedzerawo pane zvakaitwa nemusikana Mushuramiti?’