RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 December p. 4
  • December 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 December p. 4

December 12-18

ISAYA 6-10

  • Rwiyo 116 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mesiya Akazadzisa Uprofita”: (10 min.)

    • Isa 9:1, 2—Zvakagara zvataurwa kuti aizoita ushumiri hwake muGarireya (w11 8/15 10 ¶13; ip-1 124-126 ¶13-17)

    • Isa 9:6—Aizoita mabasa akasiyana siyana (w14 2/15 12 ¶18; w07 5/15 6)

    • Isa 9:7—Acharuramisira pakutonga uye achaita kuti pave nerugare (ip-1 132 ¶28-29)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 7:3, 4—Nei Jehovha akaponesa Mambo akaipa Ahazi? (w06 12/1 9 ¶4)

    • Isa 8:1-4—Uprofita uhwu hwakazadzika sei? (it-1-E 1219; ip-1 111-112 ¶23-24)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 7:1-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.6

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.6

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 34 ¶18—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 10

  • “Ndiri Pano! Nditumei.” (Isa 6:8): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kutamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 5 ¶10-17, uye bhokisi rakanzi “Vakarerukirwa Zvikuru”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 150 Nemunyengetero

    Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe