RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp20 nha. 3 p. 6
  • Musiki Anoita Sei Kuti Tizive Zvaari Kutivimbisa?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Musiki Anoita Sei Kuti Tizive Zvaari Kutivimbisa?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • BHAIBHERI RINOWANIKA MUMITAURO YAKAWANDA
  • Chii Chinonzi Bhaibheri?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • “Vaitungamirirwa Nomudzimu Mutsvene”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Bhaibheri Ishoko Ratakatumirwa naMwari
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Bhaibheri ‘Rakafuridzirwa naMwari’ Here?
    Mukai!—2017
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
wp20 nha. 3 p. 6
Mukuru webasa ari kuudza mushandi wake zvekunyora mutsamba.

Sezvinoita mukuru webasa anotuma mushandi wake kuti anyore tsamba, Mwari akashandisa varume vakatendeka kuti vanyore Bhaibheri

Musiki Anoita Sei Kuti Tizive Zvaari Kutivimbisa?

Kubvira pakasikwa vanhu, Musiki aitaura navo achishandisa ngirozi nevaprofita. Akaitawo kuti Shoko rake nezvaanotivimbisa zvinyorwe. Mwari anotivimbisa ramangwana rakanaka. Zvaanotivimbisa zvakanyorwa pai?

Mwari akaita kuti zvaanotivimbisa zvinyorwe muBhaibheri. (2 Timoti 3:16) Mwari akaita sei kuti vaprofita vakwanise kunyora Shoko rake? Akaisa pfungwa dzake muvanhu vaakasarudza vachibva vadzinyora pasi. (2 Petro 1:21) Kana mukuru webasa akatuma mushandi wake kuti anyore tsamba, tsamba yacho inenge iri yemukuru webasa kwete yemushandi. Ndizvo zvakaitwawo naMwari. Kunyange zvazvo akashandisa vanhu, iye pachake ndiye Munyori weBhaibheri.

BHAIBHERI RINOWANIKA MUMITAURO YAKAWANDA

Mwari anoda kuti vanhu vese vaverenge uye vanzwisise Shoko rake nekuti rinokosha. Mazuva ano ‘mashoko ake akanaka’ anogona kuwanikwa nemarudzi ese uye mumitauro yakasiyana-siyana. (Zvakazarurwa 14:6) Mwari akaita kuti Bhaibheri riwanikwe mumitauro inopfuura 3 000. Hakuna rimwe bhuku rinowanikwa mumitauro yakawanda kudaro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe