RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 February p. 5
  • February 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 February p. 5

February 18-24

VAROMA 7-8

  • Rwiyo 27 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Uri ‘Kumirira Nomwoyo Wose’ Here?”: (10 min.)

    • VaR 8:19​—“Vanakomana vaMwari” vava pedyo kuratidzwa (w12 7/15 11 ¶17)

    • VaR 8:20​—“Zvisikwa zvakaitwa kuti zvive zvisina zvazvinobatsira . . . nokuda kwetariro” (w12 3/15 23 ¶11)

    • VaR 8:21​—Zvisikwa ‘zvichasunungurwa muuranda hwekuora’ (w12 3/15 23 ¶12)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaR 8:6​—“Kufunga kwenyama” kwakasiyana papi ‘nekufunga kwemweya’? (w17.06 3)

    • VaR 8:26, 27​—Jehovha anoteerera sei ‘kugomera kusinganzwiki’? (w09 11/15 7 ¶20)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 7:13-25 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nekushandisa mharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 139

  • “Ramba Wakamirira Uchitsungirira”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ngatimhanyei Tichitsungirira’​—Iva Nechivimbo Chekuti Uchawana Mubayiro.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 55

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 124 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe