RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 June p. 6
  • June 24-30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 24-30
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 June p. 6

June 24-30

VAFIRIPI 1-4

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaFiripi.]

    • VaF 4:6​—Nyengetera kana uine chiri kukudya mwoyo (w17.08 10 ¶10)

    • VaF 4:7​—Ita kuti “rugare rwaMwari” rukuchengetedze (w17.08 10 ¶7; 12 ¶16)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaF 2:17​—Pauro airevei paakati ‘akazvidurura sechinopiwa chinonwiwa’? (w00 11/15 12 ¶10; w11 10/15 6 ¶3-4)

    • VaF 3:11​—Nderupi runonzi “rumuko rwekutanga”? (w07 1/1 26-27 ¶5)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaF 4:10-23 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) fg chidzidzo 6 ¶3-4 (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 45

  • Chii Chiri Kudzora Chimwe​—Ndiwe Here Kana Kuti Ifoni Yako?: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana yapera bvunzai mibvunzo iyi: Mafoni nematablet anobatsirei? Kunyanya kuti sika sika nazvo kwakaipirei? Ungaziva sei kuti wava kunyanya kuti sika sika nazvo? Zvii zvaungaita kuti “uve nechokwadi chekuti ndezvipi zvinokosha kupfuura zvimwe”? (VaF 1:10)

  • “Sarudza Nekuchenjera Zvinhu Zvekuzvivaraidza Nazvo”: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Ndinofanira Kuzvivaraidza Nezvinhu Zvakaita Sei?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 72

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 76 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe