RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 June p. 6
  • “Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • VaFiripi 4:6, 7—“Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”
    Kutsanangurwa Kwemavhesi
  • Ndingaita Sei Kuti Ndisazvidya Mwoyo?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • Kanda Kuzvidya Mwoyo Kwako Kwose Pana Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • “Rugare rwaMwari Runopfuura Kufunga Kwose”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 June p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAFIRIPI 1-4

“Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”

4:6, 7

Hanzvadzi iri kunyengetera uye yopedzisira yava kunzwa zviri nani
  • Kunyengetera kunobatsira chaizvo kana uine zviri kukunetsa

  • Kana tikanyengetera tiine kutenda, Jehovha anotipa rugare “runopfuura kunzwisisa kwese”

  • Kunyange dambudziko redu rikasapera, Jehovha anogona kutibatsira kutsungirira. Anogona kuita zvatanga tisingambofungiri.​—1VaK 10:13

Zvii zvinoita kuti ndizvidye mwoyo?

Ndingawedzera sei kuratidza kuti ndinovimba naJehovha?

Hanzvadzi iri kunetseka nezvikwereti; hanzvadzi iri pedyo nemurume wayo ari kurwara ichinyengetera; vabereki vari kunetsana pamberi pevana
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe