RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 November p. 6
  • November 25–December 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 25–December 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 November p. 6

November 25–December 1

ZVAKAZARURWA 4-6

  • Rwiyo 22 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vatasvi 4 Vemabhiza”: (10 min.)

    • Zva 6:2—Mutasvi webhiza jena “akabuda achikunda” (wp17.3 4 ¶3, 5)

    • Zva 6:4-6—Panobva patevera mutasvi webhiza dzvuku uye webhiza dema (wp17.3 5 ¶2, 4-5)

    • Zva 6:8—Pozouya mutasvi webhiza rakachenuruka, achiteverwa neGuva (wp17.3 5 ¶8-10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zva 4:4, 6—Vakuru 24 uye zvisikwa zvipenyu zvina zvinomiririrei? (re 77 ¶8; 80 ¶19)

    • Zva 5:5—Nei Jesu achinzi “Shumba yedzinza raJudha”? (cf 36 ¶5-6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zva 4:1-11 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 53 ¶15 (th chidzidzo 2)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 46

  • “Jehovha Anoda Munhu Anopa Achifara”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemukuru. Tangai nekuratidza vhidhiyo inonzi Kupa Zvipo Uchishandisa Foni, Tablet Kana Kombiyuta. Udzai vaparidzi kuti kana vachida kuziva kuti vangapa sei zvipo ngavabaye pakanzi Donations pajw.org kana kuti paJW Library kana kunyora mashoko ekuti donate.jw.org paIndaneti. Verengai tsamba yakabva kuhofisi yebazi iri kutenda zvipo zvakapiwa mugore rebasa rapfuura. Rumbidzai ungano nekupa kwainoita.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 92

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 43 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe