PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 1-2 Jehovha Anosika Upenyu Panyika 1:3, 4, 6, 9, 11, 14, 20, 24, 27 Nyora kuti ndezvipi zvakaitwa naJehovha pazuva rimwe nerimwe rekusika. Zuva rekutanga Zuva rechipiri Zuva rechitatu Zuva rechina Zuva rechishanu Zuva rechitanhatu