RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 January p. 3
  • Unogona Kutsanangura Zvaunotenda Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unogona Kutsanangura Zvaunotenda Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Chiremba Wemabhonzo Anotsanangura Kutenda Kwake
    Mukai!—2013
  • Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 3: Nei Kubvuma Kuti Zvinhu Zvakasikwa Kuine Musoro?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • Kubetsera Vamwe Kukudza Muiti Wedu
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
  • Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 4: Ndingatsanangura Sei Kuti Zvinhu Zvakaita Zvokusikwa?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 January p. 3
Hama ichiverengera munhu wainoshanda nayo vhesi yeBhaibheri panguva yekumbozorora yemasikati.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Unogona Kutsanangura Zvaunotenda Here?

Ungatii kana mumwe munhu akakubvunza kuti nei uchiti zvinhu zvakasikwa naMwari? Kuti upindure uine chivimbo une zvinhu zviviri zvaunofanira kuita: Chekutanga, iwe pachako unofanira kuva nechokwadi chekuti zvinhu zvakasikwa. (VaR 12:1, 2) Kana wadaro chifunga kuti ungatsanangurira sei mumwe munhu zvaunotenda.—Zvi 15:28.

ONA MAVHIDHIYO ANOTEVERA: CHIREMBA WEMABHONZO ANOTSANANGURA KUTENDA KWAKE UYE AKADZIDZA MARARAMIRO EMHUKA ANOTSANANGURA KUTENDA KWAKE KUTI UNZWE ZVIKONZERO ZVINOITA KUTI VAMWE VATI ZVINHU ZVAKASIKWA, WOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Zvakaita ibvi remunhu.

    Nei Irène Hof Laurenceau achitenda kuti zvinhu hazvina kuita zvekushanduka-shanduka asi kuti zvakasikwa naMwari?

  • Yaroslav Dovhanych.

    Nei Yaroslav Dovhanych achitenda kuti zvinhu hazvina kuita zvekushanduka-shanduka asi kuti zvakasikwa naMwari?

  • Ungatsanangurira sei mumwe munhu kuti nei uchiti zvinhu zvakasikwa naMwari?

  • Zvinhu zvipi zvakabudiswa nesangano raJehovha zvinowanika mumutauro wako zvinokubatsira iwe pachako uye zvinoita kuti ukwanise kubatsira vamwe kuti vave nechokwadi chekuti zvinhu zvese zvakasikwa naMwari?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe