RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 January p. 5
  • January 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 January p. 5

January 20-26

GENESISI 6-8

  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Akaita Izvozvo Chaizvo”: (10 min.)

    • Ge 6:9, 13—Noa uyo ainge akarurama airarama nevanhu vaiita zvakaipa (w18.02 4 ¶4)

    • Ge 6:14-16—Noa akapiwa basa rainge rakaoma (w13 4/1 14 ¶1)

    • Ge 6:22—Noa akaratidza kuti aitenda muna Jehovha (w11 9/15 18 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 7:2—Chii chaishandiswa kusiyanisa mhuka dzakachena nedzisina kuchena? (w04 1/1 29 ¶7)

    • Ge 7:11—Mvura yakakonzera Mafashamo enyika yese yakabva kupi? (w04 1/1 30 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 6:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi akurukura sei nasaimba mashoko ari pana 1 Johani 4:8? Vaparidzi vacho vabatsirana sei pavanga vachiparidza?

  • Paunodzokera Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 31

  • Kunamata Kwemhuri: Noa—Akafamba naMwari: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera kurukurai mibvunzo inotevera: Vabereki vari muvhidhiyo iyi vakashandisa sei nyaya yemuBhaibheri yaNoa kuti vadzidzise vana vavo? Mazano api akanaka awaona aunogona kushandisa pakunamata kwenyu kwemhuri?

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 100

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 37 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe