RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • th chidzidzo 9 p. 12
  • Kushandisa Zvakanaka Zvinhu Zvinooneka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kushandisa Zvakanaka Zvinhu Zvinooneka
  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
  • Mashoko Akafanana
  • Kushandisa Zvinobudirira Zvinhu Zvinooneka
    Batsirwa Nedzidzo Yechikoro chaMwari Choushumiri
  • Shandisa Zvinhu Zvinooneka Pakudzidzisa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Shandisa Mavhidhiyo Paunoitisa Zvidzidzo zveBhaibheri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Kubetsera Avo Vane AIDS
    Mukai!—1994
Ona Zvimwe
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
th chidzidzo 9 p. 12

CHIDZIDZO 9

Kushandisa Zvakanaka Zvinhu Zvinooneka

Rugwaro

Genesisi 15:5

PFUPISO YECHIDZIDZO: Shandisa zvinhu zvinooneka kuti zvauri kudzidzisa zviwedzere kujeka uye kuti zvive nyore kuyeuka.

MAITIRWO AZVO:

  • Shandisa zvinhu zvinooneka zvichaita kuti zvauri kudzidzisa zvijeke. Shandisa mifananidzo, machati ane misi yakaitika zvinhu, mamepu, kana kuti zvimwewo zvinhu zvinooneka kuti usimbise pfungwa dzinokosha, kwete zvinhu zvidiki. Batsira vateereri kuti vasangoyeuka zvinhu zvinooneka zvaunenge washandisa chete, asi kuti vayeukewo pfungwa yawanga uchidzidzisa.

  • Iva nechokwadi chekuti vateereri vako vari kuona chinhu chauri kushandisa.

    Zano

    Gara watotsvaga zvinhu zvacho zvinooneka pachiine nguva.

MUUSHUMIRI

Kumbira muteereri wako kuti atarise mufananidzo uri muchinyorwa chauri kushandisa, woita kuti ataure zvaanofunga nezvawo. Bvunza mimwe mibvunzo yekuwedzera, kana uchifanira kudaro, kuti usimbise pfungwa huru. Pakuridza vhidhiyo, ita kuti muteereri aione. Kazhinji hazvidi hazvo kuti utaure paunenge uchimuratidza vhidhiyo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe