1 SAMUERI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Erikana nemadzimai ake (1-8)
Hana anonyengetera kuti ave nemwanakomana (9-18)
Samueri anoberekwa uye anopiwa kuna Jehovha (19-28)
2
Munyengetero waHana (1-11)
Zvivi zvevanakomana vaviri vaEri (12-26)
Jehovha anotonga imba yaEri (27-36)
3
4
5
6
7
Areka muKiriyati-jearimu (1)
Samueri anoudza vanhu kuti: ‘Shumirai Jehovha chete’ (2-6)
VaIsraeri vanokunda kuMizpa (7-14)
Samueri anotonga Israeri (15-17)
8
VaIsraeri vanoti vanoda mambo (1-9)
Samueri anoyambira vanhu (10-18)
Jehovha anobvuma kupa vaIsraeri mambo wavakumbira (19-22)
9
10
11
12
13
Sauro anosarudza varwi (1-4)
Sauro anoita zvaasina kodzero yekuita (5-9)
Samueri anotsiura Sauro (10-14)
VaIsraeri vakanga vasina zvombo (15-23)
14
Jonatani anorwa paMikmashi (1-14)
Vavengi vevaIsraeri vanourayiwa nyore nyore naMwari (15-23)
Sauro anoita mhiko asina kufunga (24-46)
Hondo dzaSauro; mhuri yake (47-52)
15
Sauro anorega kuteerera osiya Agagi ari mupenyu (1-9)
Samueri anotsiura Sauro (10-23)
Sauro anorambwa pakuva mambo (24-29)
Samueri anouraya Agagi (30-35)
16
Samueri anozodza Dhavhidhi kuti azova mambo (1-13)
Mweya waMwari unobviswa pana Sauro (14-17)
Dhavhidhi anotanga kuridzira Sauro rudimbwa (18-23)
17
18
Ushamwari hwaDhavhidhi naJonatani (1-4)
Kukunda kwaiita Dhavhidhi kunoita kuti Sauro aite godo (5-9)
Sauro anoedza kuuraya Dhavhidhi (10-19)
Dhavhidhi anoroora Mikari, mwanasikana waSauro (20-30)
19
20
21
22
Dhavhidhi kuAdhuramu neMizpe (1-5)
Sauro anoita kuti vapristi vekuNobhu vaurayiwe (6-19)
Abhiyatari anotiza (20-23)
23
Dhavhidhi anonunura guta reKeira (1-12)
Sauro anotevera Dhavhidhi (13-15)
Jonatani anosimbisa Dhavhidhi (16-18)
Dhavhidhi anopotsa abatwa naSauro (19-29)
24
25
Kufa kwaSamueri (1)
Nabhari anoramba chikumbiro chevarume vaDhavhidhi (2-13)
Abhigairi anoratidza uchenjeri (14-35)
Nabhari uyo aiva benzi anorohwa naJehovha (36-38)
Abhigairi anova mudzimai waDhavhidhi (39-44)
26
27
28
29
30
31