Zviri Mukati
October 8, 2001
Tingarima Zvokudya Zvinokwana Here? 3-11
Pasina zvirimwa zvokudya vanhu vangaziya nenzara. Sayenzi yakaita zvakawanda kuti ivandudze izvi zvirimwa zvokudya. Asi inganzi yakatoipisa zvinhu pane kuzvinakisa here?
3 Munhu Ari Kuparadza Zvokudya Zvake Here?
4 Kusiyana-siyana—Kwakakosha Kuti Pave Noupenyu
9 Ndiani Achapa Nyika Zvokudya?
3 Mhemberero Dzakakurumbira—Kunakidzwa Kusingakuvadzi Here?
5 Chokwadi Nezvemhemberero Dzakakurumbira
25 Guta romuAfrica Rinosangana vokuMabvazuva nevokuMadokero
19 Huku—Dzakakurumbira uye Dzakawanda Kwazvo
Ndingarega sei Kunyanyonetseka? 12
Kufunganya zvechokwadi kungaita kuti usafara muupenyu. Ungaita sei kuti upedze manzwiro aya anoshungurudza?
Mwari Anoshivirira Zvakadini? 28
Kushivirira uipi kunoitwa naMwari kungatsanangurwa sei?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
BUTIRO: Mukadzi ari mumunda: Godo-Foto; peji 2 nechokumashure: U.S. Department of Agriculture