Zviri Mukati
December 8, 2003
Mitero Yako Yakanyanya Kukwirira Here? 3-11
Munyika yose, vanhu havawanzofariri kubhadhara mitero. Neiko mitemo yemitero yakaoma kwazvo kunzwisisa—uye nei mitero yakakwirira kudai? Unofanira kuibhadhara here?
3 Mitero Iri Kuwedzera Kusafarirwa Here?
5 Mitero—Mubayiro “Wenzanga Yakabudirira” Here?
10 Unofanira Kubhadhara Mitero Yako Here?
15 Sipo—“Mushonga Wokuzvirapa Nawo”
16 Munhu Anotevedzera Zvakaitwa noMusiki
17 Zvokudya Zvinobva Mubindu Rako Pachako
19 Pasi Redu Riri Kurwara Zvakadini?
20 Kuchengetedza Zvakatipoteredza—Tave Tichibudirira Zvakadini?
32 Indekisi Yevhoriyamu 22 yeMukai!
Mwana Wako Paanenge Aine Fivha 27
Unofanira kunetseka zvakadini kana mwana wako aine fivha? Ungabatsira sei mwana wako kuti apore?
[Mufananidzo uri papeji 2]
Vanotsutsumwa pamusoro pemitero vanorwisana nemapurisa
[Kwazvakatorwa]
AFP/Getty Images