RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g 9/14 p. 11
  • Ungaitei Kana Wawirwa Netsaona?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungaitei Kana Wawirwa Netsaona?
  • Mukai!—2014
  • Mashoko Akafanana
  • Sumo
    Mukai!—2020
  • Ndingaita Sei Kuti Nditsungirire Matambudziko Angu?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Nyika Yazara Nematambudziko—Zvaungaita Kuti Uzvichengetedze
    Mukai!—2022
Ona Zvimwe
Mukai!—2014
g 9/14 p. 11
1. Imba yaparadzwa; 2. Mubhedha womuchipatara; 3. Tsaona yemotokari
1. Imba yaparadzwa; 2. Mubhedha womuchipatara; 3. Tsaona yemotokari

Ungaitei Kana Wawirwa Netsaona?

UNGAVA murombo kana mupfumi, rimwe zuva uchawirwa nedambudziko.

BHAIBHERI RINOTI:

“Vanomhanya kwazvo havasi ivo vanokunda panhangemutange, vane simba havasi ivo vanokunda muhondo,vakachenjera havasi ivo vane zvokudya, uyewo vanonzwisisa havasi ivo vane pfuma, kunyange vaya vane zivo havasi ivo vanofarirwa, nokuti vose vanowirwa nenguva nezviitiko zvisingafanoonekwi.”​—Muparidzi 9:11.

Saka uchaitei pauchawirwa nedambudziko rakadai se:

  • Kuparadzirwa zvinhu zvako zvose nemvura kana nezvimwewo?

  • Kubatwa nechirwere chinouraya?

  • Kufirwa nomunhu waunoda?

Zvapupu zvaJehovha, vanova ndivo vanyori vemagazini ino, vanoti Bhaibheri rinogona kukubatsira paunowirwa nedambudziko uyewo rinokupa tariro. (VaRoma 15:4) Verenga nyaya dzinotevera unzwe nezvevanhu vatatu vakabatsirwa naro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe